kudzidzisa pachishandiswa mavhidhiyo
Transkript
kudzidzisa pachishandiswa mavhidhiyo
KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MAVHIDHIYO | ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO Inzwa Zvinotaurwa Nevezera Rako Nezvekushungurudzwa Panyaya Dzepabonde Tora nyaya iyi pawww.jw.org (Mashoko Kuvabereki: Nyaya iyi ndeyevana vemakore 10 kusvika ku12.) Endai pajw.org muone vhidhiyo yakanzi “Zvinotaurwa Nevezera Rako—Kushungurudzwa Panyaya Dzepabonde.” (Tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA > ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO.) Chipedzisai pamwe chete chati riri pazasi. Mudenderedzwa hombe, itai kuti vana venyu vanyore pamusoro pezvinhu zvakaitika kwavari kana kuti zvavakaona, vobva vazonyora mhinduro dzavo pamitsetse ine madododo. Kurukurai kuti zvinotaurwa muna Mateu 5:37 uye Muparidzi 8:11 zvinogona kubatsira sei vana venyu kuti vakunde dambudziko rokushungurudzwa panyaya dzepabonde. Kushungurudzwa kwapera Kushungurudzwa panyaya dzepabonde Ungavaudza kuti kudii? Kana kushungurudzwa kukasapera Zvausingafaniri kuita? Zvii zvaungaita? www.jw.org © 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Benzer belgeler
kudzıdzısa pachıshandıswa mavhıdhıyo
“Namatai Jehovha Muchiri Vaduku” rwuchiimbwa muMutauro Wemasaini wokuAmerica pajw.org. (Tarisa pakanzi MABHUKU ˛ MUTAURO WEMASAINI. Iva nechokwadi chokuti wasarudza Mutauro Wemasaini wokuAmerica.) ...
Detaylımwari vanopa humwe humbowo huno simbisa kuti
kuti izvi zvakaiswa naMwari uye Mwari vachaita kuti zviitike munguva shoma (tarira Genesisi wemakumi mana ndima yemakumi matatu anembiri). Saka tinoona kuti Mwari vanochengetedza sei shoko
Detaylı